Mharidzo Pamusoro paVaGaratia--Kubva paKudzingiswa kwepaNyama Kuenda kuDaviro yeKutendeuka (II)

ebook

By Paul C. Jong

cover image of Mharidzo Pamusoro paVaGaratia--Kubva paKudzingiswa kwepaNyama Kuenda kuDaviro yeKutendeuka (II)

Sign up to save your library

With an OverDrive account, you can save your favorite libraries for at-a-glance information about availability. Find out more about OverDrive accounts.

   Not today

Find this title in Libby, the library reading app by OverDrive.

Download Libby on the App Store Download Libby on Google Play

Search for a digital library with this title

Title found at these libraries:

Library Name Distance
Loading...

Daviro yeKutendeuka Yakaringana Kuti Ikurwarise Pamweya

Vanhu vari panyika pose vanotya hutachiwana hwakaita seSARS, nekuti vanogona kufa mushure mekutapurirwa nehutachiwona uhu husingaoneke nemeso.
Saizvozvowo, vaKristu vari panyika pose mazuva ano vari kufa panyama nepamweya kuburikidza nekupiwa chirwere chedaviro yekutendeuka. Ndiyani angaziva kuti daviro yekutendeuka yakaresveka kudaro?
Unoziva here kuti ndiyani akaita kuti vaKristu vawire mugomba rekuvhiringidzika pamweya? Ndivo vaKristu vatadzi pachavo avo vanopira minamato yekutendeuka zuva nezuva kuti vacheneswe pazvivi zvavanoita apo vachireva ivo kuti vanodavira kuna Jesu Kristu seMuponesi wavo.
Naizvozvo, munofanira kugamuchira kuregererwa kwezvivi kuburikidza nekudavira kuShoko reevhangeri yemvura noMweya iyo yatakapiwa naMwari pakutanga. Hamufanire kurasikirwa nemukana wakaropafadzwa wekuzvarwa patsva. Isu tose tinofanira kutiza bako rine rima rekuvhiringidzika pamweya kuburikidza nekudavira kuZvokwadi yeevhangeri yemvura noMweya. Tichabva tagona kutarisa chiedza chinopenya cheZvokwadi, icho chakauya neevhangeri yemvura noMweya.

Mharidzo Pamusoro paVaGaratia--Kubva paKudzingiswa kwepaNyama Kuenda kuDaviro yeKutendeuka (II)