Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I)--Ko Mwari ari Kutaura Kuti Chii Kwatiri Kuburikidza Netsamba Kuvaefeso?

ebook

By Paul C. Jong

cover image of Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I)--Ko Mwari ari Kutaura Kuti Chii Kwatiri Kuburikidza Netsamba Kuvaefeso?

Sign up to save your library

With an OverDrive account, you can save your favorite libraries for at-a-glance information about availability. Find out more about OverDrive accounts.

   Not today

Find this title in Libby, the library reading app by OverDrive.

Download Libby on the App Store Download Libby on Google Play

Search for a digital library with this title

Title found at these libraries:

Library Name Distance
Loading...

Nhasi uno Mwari akavaka Kereke yake pakutenda kwevanodavira kuevhangeri yemvura noMweya. Kereke yaMwari iungano yeavo vakaponeswa kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya. Naizvozvo, kana moyo yenyu iine kutenda zvino kuevhangeri yemvura noMweya, munogona kurarama hupenyu hwechokwadi hwekutenda. Hupenyu hwakadaro hwekutenda hunogoneka bedzi muKereke yaMwari. Pamusoro pazvo, kutenda kwakadaro bedzi ndiko kunotikwanisa kuti tirarame nekusingaperi muHumambo hwaIshe. Kuburikidza nekutenda uku, tinofanira kugamuchira rudo rweruponeso pamwe nemaropafadzo ose eDenga kubva kuna Mwari Baba, Jesu Kristu uye naMweya Mutsvene.
Ndinopa kuwonga kwangu kose kuna Mwari.

Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I)--Ko Mwari ari Kutaura Kuti Chii Kwatiri Kuburikidza Netsamba Kuvaefeso?