Dzidziso Dzekutanga dza Kristu

ebook

By Paul C. Jong

cover image of Dzidziso Dzekutanga dza Kristu

Sign up to save your library

With an OverDrive account, you can save your favorite libraries for at-a-glance information about availability. Find out more about OverDrive accounts.

   Not today

Find this title in Libby, the library reading app by OverDrive.

Download Libby on the App Store Download Libby on Google Play

Search for a digital library with this title

Title found at these libraries:

Library Name Distance
Loading...

Kwatiri vanotenda kuna Mwari, kutenda nedaviro dzeVapostori zvinotipa zvidzidzo zvepamweya zvakakosha. Kutenda kwavo kunobva kwave pfuma yakakosha, nekuti vakatenda kuevhangeri inobata kururama kwaMwari. Naizvozvo, tose tinofanira kuva nekutenda kwakadaro nekukasika.
Aninani anotenda kuna Jesu anofanira kuziva kururama kwaMwari uye agotenda kwakuri, uye anofanira kukugovera pasi pose, nekuti ndipo bedzi vamwe vanhu vanosvika pakuzivawo kururama uku uye nekutenda kwakuri. Uye kuburikidza neShoko raMwari, vatadzi vese vanofanira kudzidza nezvekururama kwake. Uye vanofanira kutenda, nekuti ndiwo matorero avanokwanisa kuita kururama kwaMwari nekutenda.
Pasina kutenda kunotendera munhu kuti awane kururama kwaMwari kubva kuShoko rake, hakuna munhu angagona kugamuchira Ishe seMuponesi wake. Tinofanira kudzokera zvino kukutenda kwezvokwadi uko kunoziva uye nekudavira kukururama kwaMwari, nekuti avo bedzi vanotenda kukururama kwaMwari uku ndivo vanogona kuva vaprista vake vehumambo. Kuti vaprista vehumambo pano zvinoreva avo vakagamuchira kuregererwa kwezvivi zvavo nekutenda kukururama kwaMwari. Tinogona kuva vatendi vezvokwadi avo vane kutenda kwechokwadi kuburikidza bedzi nekutenda kukururama kwaMwari uye nekuva vanhu vake vakarurama. Zvinogoneka zvakanyanya kuti isu tose tive nekutenda kumwechete nekwakanga kuine Vapostori.

Dzidziso Dzekutanga dza Kristu