Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (I)--Rudo rwaMwari urwo Rwakaratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakomana Mumwe Oga (I)
ebook
By Paul C. Jong
Sign up to save your library
With an OverDrive account, you can save your favorite libraries for at-a-glance information about availability. Find out more about OverDrive accounts.
Find this title in Libby, the library reading app by OverDrive.

Search for a digital library with this title
Title found at these libraries:
Library Name | Distance |
---|---|
Loading... |
Rudo rwaMwari Urwo Rwakaratidzwa Kuburikidza naJesu Kristu Kwakanyorwa kunzi, "Hakuna munhu akatongoona Mwari, chero nguva ipi, mwanakomana akaberekwa mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu" (Johane 1:18).
Jesu akaratidza rudo rwaMwari kwatiri zvakakwanira sei! Jesu akatisunungura zvakakwanira sei! Evhangeri yemvura noMweya iZvokwadi yeruponeso yakakwanira sei! Hatina kumbofa takazvidemba pamusaka pekugamuchira ruponeso rwedu kuburikidza nekutenda kwedu kuna Jesu, uyo akauya nemvura uye neropa (1 Johane 5:6).
Ndinovimba kuti imi mose muchadavira kuna Jesu Kristu uyo akaratidza rudo rwaMwari, mugochengeta kutenda kurudo rwake mumoyo yenyu, uye mugorarama hupenyu hwenyu zuva nezuva nechinangwa chekugovera rudo irworwo. Ndinovimba kuti muchawana ropafadzo yekuregererwa kwechivi kuburikidza nekusangana naMwari neevhangeri yemvura noMweya.